Khule AJ
Four
Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu
Ndakaita chitsaga chekuku-truster
Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika)
Ndopandakafarisa (yeah)
Ndakadhomoka pama-moves
Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze
"Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo
Ipapo ndopandakarasika (ya)
Because ndaiona chiedza ndikakutarisa
Rima ranga riri kure, everything was clear
Handina kuziva uchazozvivharisa
Mu-dish wazondigarisa
Wakati ndisiye fodya ndakasiya (ndakasiya)
Ukati ndisiye doro ndakasiya (ndakasiya)
Ukandirambidza ku-linker ne-mafia (mafia)
I always followed your rules (ya)
Now yese yatakaita ya-history
Ma-first days wanga uri sweet
Now ndikakufonera wakundiudza shit
Zvandaifunga kuti ndizvo hazvisi
Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu
Ndakaita chitsaga chekuku-truster (ya)
Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika)
Ndopandakafarisa
Ndakadhomoka pama-moves
Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze
Munhu bhoo here? Zvimwe ndaisapinda nemoyo
Ipapo ndopandakarasika
I blame myself ndini ndakaita nharo
Yah, ndini ndakaita nharo pane zvinhu zvisingadi nharo
Ndakamhanyisa nguva bvandakurumidza kunyura
Kuzvitengera coffin
Kuzvicherera ndega muguva (I like it)
Mais de 15 cursos com aulas exclusivas, materiais didáticos e exercícios por R$49,90/mês.
Tenha acesso a benefícios exclusivos no App e no Site
Chega de anúncios
Mais recursos no app do Afinador
Atendimento Prioritário
Aumente seu limite de lista
Ajude a produzir mais conteúdo