Cifra Club

Chiramwiwa

Jah Prayzah

Ainda não temos a cifra desta música.

Mwanangu
Milli
Mwanangu

Mwanangu
Mwanangu chiramwiwa
Enda, nechipo chawapiwa
así usakanganwa nzira yekumba
Mwanangu
Mwanangu chiramwiwa
Enda, nechipo chawapiwa
así usakanganwa nzira yekumba

Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Mwanangu
Chero tikapara pasi senjiva
Chero ndakuona rimwe rezuva
Chiramwiwa
Mwanangu
Kuti uzowana chako cheziya
Uchatanga watokumbira mweya
Chiramwiwa
Aika zve mwanangu
Chiramwiwa
Chiramwiwa
Aika zve mwanangu

Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndatetereka, Nedzimwe nyika
Ndikati nzwai mai sarai
Ndikati nzwai mai sarai
Ndamberereka, ndedzimwe nyika
Ndikati nzwai mai sarai
Ndikati nzwai mai sarai
Ndatetereka nedzimwe nyika
Nzwai mai sarai
Ndikati nzwai

Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Maiti kumba kune nhamo

Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana (mwana)
Dzoka mwana
(Inga ndimi maiti ramba uchizama) Chimwe chana (chana)
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
(Uchapepuka tazopesana) Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
(Uchapepuka tapesana) Chimwe chana
(Mwana) Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

así ndiwe, here ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
así ndiwe, ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
así ndiwe, ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
así ndiwe, here ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
Uchapepuka tazopesana

Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayana (ahhh)
Dzoka mwana
(Maiti kumba kune nhamo) Chimwe chana (mwaana)
Chimwe chana changu (changu) chakarova chana
Chimwe chana (chana, chana)
Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana, (mwana)
(Inga ndimi maiti ramba uchizama)
Chimwe chana
(Changu) chimwe chana changu chakarova chana (chana, chana)
Chimwe chana
Chimwe chana changu (changu) chakarova chana
Chimwe chana (chana, chana)
Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana, (mwana)
(Inga ndimi maiti ramba uchizama)
Chimwe chana
(Changu) chimwe chana changu chakarova chana (chana, chana)
Chimwe chana

Outros vídeos desta música
    0 exibições

    Afinação da cifra

    Afinador online

    0 comentários

    Ver todos os comentários

    Entre para o Cifra Club PRO

    Tenha acesso a benefícios exclusivos no App e no Site

    • Chega de anúncios

    • Badges exclusivas

    • Mais recursos no app do Afinador

    • Atendimento Prioritário

    • Aumente seu limite de lista

    • Ajude a produzir mais conteúdo

    Cifra Club Pro

    Aproveite o Cifra Club com benefícios exclusivos e sem anúncios
    Cifra Club Pro
    Aproveite o Cifra Club com benefícios exclusivos e sem anúncios
    Ops (: Contenido disponible sólo en portugués.
    OK